Ezekieri 40:46 BDMCS

46 Uye kamuri rakatarisa kumusoro nderavaprista vanochengeta aritari. Ava ndivo vana vaZadhoki, vanova ndivo vaRevhi chete vangaswedera pedyo naJehovha kuti vashumire pamberi pake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:46 akapoteredza