Ezekieri 41:16 BDMCS

16 pamwe chetewo napazvikumbaridzo uye napamawindo maduku napadzimba dzokuratidzira zvose zviri zvitatu, zvinhu zvose zvaiva seri nechikumbaridzowo, zvakanga zvakafukidzwa namapuranga. Uriri, madziro kusvika pamawindo, namawindo zvakanga zvakafukidzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:16 akapoteredza