Ezekieri 42:1 BDMCS

1 Ipapo munhu uya akanditungamirira nechokumusoro nechomukati moruvazhe rwokunze ndokundiendesa kumakamuri akanga akatarisana noruvazhe rwetemberi uye pakatarisana namadziro okunze kurutivi rwokumusoro.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 42

Maonero Ezekieri 42:1 akapoteredza