Ezekieri 42:11 BDMCS

11 nenzvimbo yokufamba nayo nechemberi kwawo. Aya akanga akafanana namakamuri okumusoro; akanga akaenzana pakureba noupamhi, akanga akafanana pokubuda napo uye nokuyerwa kwawo. Sezvakanga zvakaita makonhi okumusoro

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 42

Maonero Ezekieri 42:11 akapoteredza