Ezekieri 42:3 BDMCS

3 Pakatarisana namakubhiti makumi maviri oruvazhe rwomukati, uye pakatarisana nenzira yakanga yakavakirwa yoruvazhe rwokunze kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 42

Maonero Ezekieri 42:3 akapoteredza