Ezekieri 43:15 BDMCS

15 Choto chearitari chakakwirira namakubhiti mana, uye nyanga ina dzakatarira kumusoro kubva pachoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 43

Maonero Ezekieri 43:15 akapoteredza