Ezekieri 43:3 BDMCS

3 Chiratidzo chandakaona chakanga chakaita sechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta uye nechiratidzo chandakaona paRwizi rweKebhari, ndikawira pasi nechiso changu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 43

Maonero Ezekieri 43:3 akapoteredza