Ezekieri 44:11 BDMCS

11 Vangashumira havo munzvimbo yangu tsvene, vari vatariri vamasuo etemberi uye vachishanda mairi; vangabayira havo zvibayiro zvinopiswa nokubayira zvibayiro zvavanhu nokumira pamberi pavanhu vagovashumira.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 44

Maonero Ezekieri 44:11 akapoteredza