Ezekieri 44:19 BDMCS

19 Pavanobuda vachipinda muruvazhe rwokunze kunova ndiko kuna vanhu, vanofanira kubvisa nguo dzavanga vachishumira nadzo vagodzisiya mumakamuri matsvene, vagopfeka dzimwe nguo, kuti varege kunatsa vanhu nenguo dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 44

Maonero Ezekieri 44:19 akapoteredza