Ezekieri 44:25 BDMCS

25 “ ‘Muprista haafaniri kuzvisvibisa nokuswedera pachitunha chomunhu akafa; kunyange zvakadaro hazvo, kana munhu akafa ari baba vake kana mai vake, mwanakomana wake kana mwanasikana, mukoma nomunun'una kana hanzvadzi yanga isina kuwanikwa, ipapo angazvisvibisa hake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 44

Maonero Ezekieri 44:25 akapoteredza