Ezekieri 44:4 BDMCS

4 Ipapo murume uyu akandiuyisa nenzira yesuo rokumusoro nechemberi kwetemberi. Ndakatarisa ndikaona kubwinya kwaJehovha kuchizadza temberi yaJehovha, ndikawira pasi nechiso changu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 44

Maonero Ezekieri 44:4 akapoteredza