Ezekieri 45:14 BDMCS

14 Nechiyero chakatarwa chamafuta, chakayerwa nebhati, ndicho chegumi chebhati kubva pakori imwe neimwe (ina mabhati gumi kana homeri rimwe chete, pamabhati gumi anoenzana nehomeri rimwe chete).

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 45

Maonero Ezekieri 45:14 akapoteredza