Ezekieri 45:5 BDMCS

5 Nzvimbo inosvika makubhiti zviuru makumi maviri nezvishanu paurefu uye makubhiti zviuru gumi paupamhi ichava yavaRevhi, vanoshumira mutemberi, senhaka yavo pavangavaka maguta avanogara.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 45

Maonero Ezekieri 45:5 akapoteredza