Ezekieri 45:8 BDMCS

8 Nyika iyi ichava yake pakati paIsraeri. Uye machinda angu haachazomanikidzizve vanhu vangu asi vachatendera imba yaIsraeri kuti vatore nyika zvinoenderana namarudzi avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 45

Maonero Ezekieri 45:8 akapoteredza