Ezekieri 46:13 BDMCS

13 “ ‘Zuva rimwe nerimwe unofanira kupa gwayana rine gore rimwe chete risina kuremara kuti rive chipiriso chinopiswa kuna Jehovha; mangwanani oga oga unofanira kuuya naro.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 46

Maonero Ezekieri 46:13 akapoteredza