Ezekieri 46:15 BDMCS

15 Saka gwayana nechipiriso chezviyo namafuta zvichafanira kuuyiwa nazvo mangwanani oga oga kuti zvive chipiriso chinopiswa nguva dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 46

Maonero Ezekieri 46:15 akapoteredza