Ezekieri 46:4 BDMCS

4 Chipiriso chinopiswa chinofanira kuvigirwa Jehovha nomuchinda nomusi weSabata, chinofanira kuva chamakwayana matanhatu makono negondohwe, ose asina kuremara.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 46

Maonero Ezekieri 46:4 akapoteredza