Ezekieri 47:1 BDMCS

1 Murume uyu akandidzosa pamukova wetemberi, ndikaona mvura yaibuda napasi pechikumbaridzo chetemberi kwakatarisa kumabvazuva, nokuti temberi yakanga yakatarira kumabvazuva. Mvura yakanga ichiyerera napasi nechezasi kwetemberi, nyasi kwearitari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 47

Maonero Ezekieri 47:1 akapoteredza