Ezekieri 47:18 BDMCS

18 “Kurutivi rwokumabvazuva muganhu uchava pakati peHaurani neDhamasiko, uchitevedza Jorodhani pakati peGireadhi nenyika yeIsraeri, kusvikira kugungwa rokumabvazuva uye uchindosvika kuTamari. Ndiwo uchava muganhu wokumabvazuva.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 47

Maonero Ezekieri 47:18 akapoteredza