Ezekieri 47:22 BDMCS

22 “Munofanira kugovana senhaka yenyu uye mugogoverawo vatorwa vagere pakati penyu vane vana. Munofanira kuvarangarira savaIsraeri vakaberekwa munyika ino; vanofanira kugoverwa nhaka pamwe chete nemi pakati pamarudzi aIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 47

Maonero Ezekieri 47:22 akapoteredza