Ezekieri 47:5 BDMCS

5 Akayerazve chimwe chiuru chimwe chete, asi iye zvino rwakanga rwava rwizi rwandakanga ndisingagoni kuyambuka, nokuti mvura yakanga yawanda uye yakanga yadzika zvokuti munhu angashambira mairi, rwizi rwakanga rusina munhu angaruyambuka.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 47

Maonero Ezekieri 47:5 akapoteredza