Ezekieri 48:28 BDMCS

28 “Muganhu worutivi rwezasi waGadhi uchananga kurutivi rwezasi uchibva kuTamari kusvikira kumvura zhinji yeMeribha Kadheshi, ipapo wozotevedza Rukova rweIjipiti kusvikira kuGungwa Guru.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 48

Maonero Ezekieri 48:28 akapoteredza