Ezekieri 48:32 BDMCS

32 “Kurutivi rwokumabvazuva, kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu pakureba, masuo matatu achamira sezvizvi: suo raJosefa, suo raBhenjamini nesuo raDhani.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 48

Maonero Ezekieri 48:32 akapoteredza