Ezekieri 5:17 BDMCS

17 Ndichatuma nzara nezvikara kuti zvizokurwisa, uye zvichakusiya usisina mwana. Denda nokuteuka kweropa zvichapfuura nomauri, uye ndichauyisa munondo pamusoro pako. Ini Jehovha ndataura.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 5

Maonero Ezekieri 5:17 akapoteredza