Ezekieri 6:14 BDMCS

14 Uye ndichatambanudza ruoko rwangu kuti ndivarwise ndigoparadza nyika nokuita dongo kubva kugwenga kusvikira kuDhibhira, kwose kwose kwavanogara. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 6

Maonero Ezekieri 6:14 akapoteredza