11 Kuita nechisimba kwakura kukava shamhu yokuranga zvakaipa; hakuna mumwe wavanhu ava achasara, hakuna pavazhinji vavo ivavo, kana pfuma kana chinokosha.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 7
Maonero Ezekieri 7:11 akapoteredza