Ezekieri 7:3 BDMCS

3 Kuguma kwava pamusoro pako zvino uye ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako. Ndichakutonga zvakafanira tsika dzako ndigotsiva zvinyangadzo zvako zvose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 7

Maonero Ezekieri 7:3 akapoteredza