Ezekieri 8:12 BDMCS

12 Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona here zvinoitwa navakuru veimba yaIsraeri murima, mumwe nomumwe pashongwe yechifananidzo chake? Vanoti, ‘Jehovha haationi, Jehovha akaramba nyika.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 8

Maonero Ezekieri 8:12 akapoteredza