Ezekieri 9:3 BDMCS

3 Zvino kubwinya kwaMwari waIsraeri kwakakwira kuchibva pamusoro pamakerubhi, pakwakanga kuri, ndokuswedera kuchikumbaridzo chetemberi. Ipapo Jehovha akadana murume akanga akapfeka mucheka uya akanga ane zvinyoreso parutivi rwake

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 9

Maonero Ezekieri 9:3 akapoteredza