Ezekieri 9:6 BDMCS

6 Urayai vatana, majaya navarandakadzi, madzimai navana, asi musabata ani zvake ano munembo. Mutangire paimba tsvene yangu.” Saka vakatanga navakuru vakanga vari mberi kwetemberi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 9

Maonero Ezekieri 9:6 akapoteredza