Ezekieri 9:8 BDMCS

8 Pavakanga vachiuraya, uye ini ndasara ndoga, ndakawira pasi nechiso, ndichidanidzira, ndichiti, “Haiwa, Ishe Jehovha! Muchaparadza vakasara vose vaIsraeri pakudururwa kwehasha dzenyu pamusoro peJerusarema here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 9

Maonero Ezekieri 9:8 akapoteredza