Ezira 1:10 BDMCS

10 pani dzesirivha dzaiva makumi maviri namapfumbamwe; mbiya dzegoridhe dzaiva makumi matatu; mbiya dzesirivha dzakafanana-fanana dzaiva mazana mana negumi; uye mimwewo midziyo yaiva chiuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 1

Maonero Ezira 1:10 akapoteredza