Ezira 1:11 BDMCS

11 Yose pamwe chete, midziyo yegoridhe neyesirivha yaiva zviuru zvishanu namazana mana. Sheshibhazari akaendesa izvi zvose panguva iyo vatapwa vakabva kuBhabhironi vachienda kuJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 1

Maonero Ezira 1:11 akapoteredza