Ezira 3:1 BDMCS

1 Mwedzi wechinomwe wakati wasvika uye vana veIsraeri vakanga vagara mumaguta avo, vanhu vakaungana pamwe chete somunhu mumwe chete muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:1 akapoteredza