Ezira 4:23 BDMCS

23 Pakangoverengwa tsamba yaMambo Atazekisesi kuna Rehumi naShimishai munyori navamwe vavo, vakabva vaenda pakarepo kuvaJudha vaiva muJerusarema vakavamanikidza nechisimba kuti varege kuvaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 4

Maonero Ezira 4:23 akapoteredza