Ezira 4:24 BDMCS

24 Nokudaro basa reimba yaMwari rakamira kuitwa muJerusarema kusvikira gore rechipiri rokutonga kwaDhariasi mambo wePezhia.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 4

Maonero Ezira 4:24 akapoteredza