Ezira 5:10 BDMCS

10 Takavabvunzawo kuti mazita avo vainzi vanaani, tichiitira kuti tingonyora mazita avatungamiri vavo kuti togokuzivisai.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 5

Maonero Ezira 5:10 akapoteredza