Ezira 5:5 BDMCS

5 Asi ziso raMwari wavo rakanga rakatarira pamusoro pavakuru vavaJudha, uye havana kuvaregesa basa kusvikira nyaya iyi yaziviswa kuna Dhariasi uye mhinduro yake yakanyorwa yagamuchirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 5

Maonero Ezira 5:5 akapoteredza