Ezira 5:6 BDMCS

6 Aya ndiwo mashoko etsamba yakanyorerwa mambo Dhariasi naTatenai, mubati mhiri kwaYufuratesi, naShetari-Bhozenai, neshamwari dzavo, namakurukota vakanga vari mhiri kwaYufuratesi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 5

Maonero Ezira 5:6 akapoteredza