Ezira 6:20 BDMCS

20 Vaprista navaRevhi vakanga vazvinatsa uye vose vakanga vanatswa. VaRevhi vakabayira vatapwa vose gwayana rePasika, vakabayirawo hama dzavo vaprista naivo vamene.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 6

Maonero Ezira 6:20 akapoteredza