Ezira 6:21 BDMCS

21 Nokudaro vaIsraeri vakanga vadzoka kubva kuutapwa vakaidya, pamwe chete navose vakanga vazvitsaura kubva pazviito zvisina kururama zvaiitwa navavakidzani vavo vahedheni, kuti vatsvake Jehovha, Mwari waIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 6

Maonero Ezira 6:21 akapoteredza