Ezira 8:20 BDMCS

20 Vakauyawo navaranda vomutemberi mazana maviri namakumi maviri, uwandu hwakanga hwanyorwa naDhavhidhi namakurukota kuti vabatsire vaRevhi. Vose vakanga vakanyorwa mazita avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 8

Maonero Ezira 8:20 akapoteredza