Ezira 8:21 BDMCS

21 Ipapo, paRwizi rweAhavha, ndakatara nguva yokutsanya kuti tizvininipise pamberi paMwari wedu uye kuti timukumbire kuti atifambise rwendo rwakanaka isu navana vedu nepfuma yedu yose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 8

Maonero Ezira 8:21 akapoteredza