Ezira 9:2 BDMCS

2 Vakatora vanasikana vavo vakavapa kuti vave vakadzi vavo uye nevevanakomana vavo, uye vakasanganisa rudzi rutsvene navanhu vakavapoteredza. Uye vatungamiri namakurukota ndivo vakatanga pakusatendeka uku.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 9

Maonero Ezira 9:2 akapoteredza