Ezira 9:3 BDMCS

3 Zvino ndakati ndichinzwa izvi, ndakabvarura nguo yangu nejasi rangu, ndikadzura bvudzi kubva mumusoro mangu nendebvu dzangu uye ndikagara pasi ndashungurudzika.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 9

Maonero Ezira 9:3 akapoteredza