Genesisi 1:21 BDMCS

21 Saka Mwari akasika zvisikwa zvikuru zvegungwa nezvipenyu zvose zvinokambaira zvinogara mumvura, maererano namarudzi azvo, uye neshiri dzina mapapiro, maererano namarudzi adzo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:21 akapoteredza