Genesisi 1:22 BDMCS

22 Mwari akazviropafadza akati, “Berekanai muwande muzadze mvura iri mumakungwa, uye shiri ngadziwande panyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:22 akapoteredza