Genesisi 12:7 BDMCS

7 Jehovha akazviratidza kuna Abhurama akati, “Ndichapa nyika iyi kuvana vako.” Saka akavakira Jehovha aritari ipapo, iye akanga azviratidza kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 12

Maonero Genesisi 12:7 akapoteredza