Genesisi 12:8 BDMCS

8 Kubva ipapo akaenda mberi akananga kuzvikomo zviri kumabvazuva kweBheteri uye akadzika tende rake ikoko, Bheteri riri kumavirira uye Ai riri kumabvazuva. Akavakira Jehovha aritari ipapo uye akadana kuzita raJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 12

Maonero Genesisi 12:8 akapoteredza