Genesisi 16:2 BDMCS

2 saka akati kuna Abhurama, “Jehovha akandikonesa kubereka vana. Enda hako undovata nomurandakadzi wangu; zvimwe ndingaita mhuri kubudikidza naye.” Abhurama akabvuma zvakanga zvataurwa naSarai.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 16

Maonero Genesisi 16:2 akapoteredza